Sainzi muIslam

Sainzi muIslam

globe icon All Languages

Description

Ongorora umwe humboo hunotsigira ruzivo rweSainzi rwakazarurwa muKorani Dzvene mumakore anokwana chiuru chimwechete nemakore mazana mana adarika uye humboo uhwu hwakatanga kuonekwa munguva pfupi yadarika kuburikidza nemishina yakavandudzwa neruzivo rweSainzi. Humboo hweSainzi hwakafanana ne; matangiro ehupenyu, kuumbwa kwemwana mudumbu, mhangura yakatumirwa pasi, rudziviriro rwematenga, denderedzi rezuva … etc zvinonyatsoratidza zviripachena kuti Korani munana wechokwadi kubva kuna Mwari. Munhu anofanira kushandisa njere nepfungwa yaakapuwa naMwari kuti afungisise uye nekugamuchira zviratidzo zvaMwari.